Mateu 24:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Denga nenyika zvichapfuura,+ asi mashoko angu haazombopfuuri.+ Ruka 16:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Chokwadi, zviri nyore kuti denga nenyika zvipfuure+ pane kuti rutivi rumwe chete+ rwebhii roMutemo rurege kuzadzika.+ Ruka 21:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Denga nenyika zvichapfuura,+ asi mashoko angu haazombopfuuri.+
17 Chokwadi, zviri nyore kuti denga nenyika zvipfuure+ pane kuti rutivi rumwe chete+ rwebhii roMutemo rurege kuzadzika.+