Mako 12:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Naizvozvo akashevedza vadzidzi vake, akati kwavari: “Chokwadi ndinoti kwamuri, chirikadzi iyi murombo yadonhedzera kupfuura vose vadonhedzera mari mumidziyo yokuisira mari;+ 2 VaKorinde 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti kana mwoyo unoda uripo pakutanga, zvinogamuchirika kwazvo maererano nezvine munhu,+ kwete maererano nezvisina munhu.
43 Naizvozvo akashevedza vadzidzi vake, akati kwavari: “Chokwadi ndinoti kwamuri, chirikadzi iyi murombo yadonhedzera kupfuura vose vadonhedzera mari mumidziyo yokuisira mari;+
12 Nokuti kana mwoyo unoda uripo pakutanga, zvinogamuchirika kwazvo maererano nezvine munhu,+ kwete maererano nezvisina munhu.