Mika 7:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti mwanakomana ari kuzvidza baba; mwanasikana ari kumukira amai vake;+ muroora ari kumukira vamwene vake;+ vavengi vomunhu vanhu vomumba make.+ Mateu 24:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Panguva iyoyowo, vazhinji vachagumburwa,+ vachatengesana uye vachavengana.+ Mako 13:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uyezve, mukoma achaurayisa munun’una, uye baba mwana,+ uye vana vachamukira vabereki vachivaurayisa;+ Mabasa 7:59 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 59 Vakaramba vachitema Stefani nematombo iye zvaaikumbira achiti: “Ishe Jesu, gamuchirai simba rangu roupenyu.”+
6 Nokuti mwanakomana ari kuzvidza baba; mwanasikana ari kumukira amai vake;+ muroora ari kumukira vamwene vake;+ vavengi vomunhu vanhu vomumba make.+
12 Uyezve, mukoma achaurayisa munun’una, uye baba mwana,+ uye vana vachamukira vabereki vachivaurayisa;+
59 Vakaramba vachitema Stefani nematombo iye zvaaikumbira achiti: “Ishe Jesu, gamuchirai simba rangu roupenyu.”+