Mateu 27:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino Jesu akamira pamberi pagavhuna; uye gavhuna wacho akamubvunza kuti: “Ndiwe mambo wevaJudha here?”+ Jesu akapindura kuti: “Iwe ndiwe uri kuzvitaura.”+ Mako 15:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Naizvozvo Pirato akamubvunza kuti: “Ndiwe mambo+ wevaJudha here?” Achimupindura, iye akati: “Iwe ndiwe uri kuzvitaura.”+
11 Zvino Jesu akamira pamberi pagavhuna; uye gavhuna wacho akamubvunza kuti: “Ndiwe mambo wevaJudha here?”+ Jesu akapindura kuti: “Iwe ndiwe uri kuzvitaura.”+
2 Naizvozvo Pirato akamubvunza kuti: “Ndiwe mambo+ wevaJudha here?” Achimupindura, iye akati: “Iwe ndiwe uri kuzvitaura.”+