Dheuteronomi 17:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Munhu wacho anofanira kufa anofanira kuurayiwa kana papupurirwa nezvapupu zviviri kana zvitatu.+ Haazourayiwi kana papupurirwa nechapupu chimwe chete.+
6 Munhu wacho anofanira kufa anofanira kuurayiwa kana papupurirwa nezvapupu zviviri kana zvitatu.+ Haazourayiwi kana papupurirwa nechapupu chimwe chete.+