Numeri 35:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 “‘Wose anouraya mweya anofanira kuurayiwa semhondi+ kana zvapupu zvichinge zvapupurira,+ asi chapupu chimwe chete hachingapupuriri mweya kuti iwo ufe. Mateu 18:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Asi kana ikasateerera, enda nomumwe kana vamwe vaviri, kuti nyaya imwe neimwe isimbiswe kana papupurirwa nezvapupu zviviri kana zvitatu.+ Johani 8:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Uyewo, muMutemo wenyu makanyorwa kuti, ‘Uchapupu hwevanhu vaviri ndohwechokwadi.’+ 2 VaKorinde 13:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Iyi inguva yechitatu+ yandiri kuuya kwamuri. “Nyaya dzose dzinofanira kusimbiswa kana papupurirwa nezvapupu zviviri kana zvitatu.”+ 1 Timoti 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Usabvuma kupomerwa kunoitirwa murume mukuru, kutoti paine uchapupu hwezvapupu zviviri kana zvitatu.+ VaHebheru 10:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Chero munhu upi zvake anenge azvidza mutemo waMosesi anofa asinganzwirwi tsitsi, kana zvapupurirwa nevaviri kana vatatu.+
30 “‘Wose anouraya mweya anofanira kuurayiwa semhondi+ kana zvapupu zvichinge zvapupurira,+ asi chapupu chimwe chete hachingapupuriri mweya kuti iwo ufe.
16 Asi kana ikasateerera, enda nomumwe kana vamwe vaviri, kuti nyaya imwe neimwe isimbiswe kana papupurirwa nezvapupu zviviri kana zvitatu.+
13 Iyi inguva yechitatu+ yandiri kuuya kwamuri. “Nyaya dzose dzinofanira kusimbiswa kana papupurirwa nezvapupu zviviri kana zvitatu.”+
19 Usabvuma kupomerwa kunoitirwa murume mukuru, kutoti paine uchapupu hwezvapupu zviviri kana zvitatu.+
28 Chero munhu upi zvake anenge azvidza mutemo waMosesi anofa asinganzwirwi tsitsi, kana zvapupurirwa nevaviri kana vatatu.+