RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 20:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Asi zuva rechinomwe isabata rinoitirwa Jehovha Mwari wako.+ Usaita basa ripi neripi, iwe kana mwanakomana wako kana mwanasikana wako, murandarume wako kana murandasikana wako, kana chipfuwo chako kana mutorwa wako ari mukati memagedhi ako.+

  • Dheuteronomi 5:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Asi zuva rechinomwe isabata rinoitirwa Jehovha Mwari wako.+ Usaita chero basa+ ripi zvaro, iwe kana mwanakomana wako kana mwanasikana wako kana murandarume wako kana murandasikana wako kana nzombe yako kana mbongoro yako kana chipfuwo chako chero chipi zvacho kana mutorwa wako anogara mukati memagedhi ako,+ kuti murandarume wako nomurandasikana wako vazororewo kufanana newe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe