Isaya 8:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Iye achava senzvimbo tsvene;+ asi sedombo rokurovera pariri, seibwe rokugumbura+ kudzimba dzose mbiri dzaIsraeri, sechiteyeso nomusungo kuvagari vomuJerusarema.+ Hosiya 14:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndiani akachenjera, kuti anzwisise zvinhu izvi?+ Ndiani akangwara kuti azvizive?+ Nokuti nzira dzaJehovha dzakarurama,+ uye vakarurama ndivo vachafamba madziri;+ asi vadariki ndivo vachagumburwa madziri.+ 1 VaKorinde 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 asi isu tinoparidza Kristu akarovererwa,+ izvo zviri chikonzero chokugumbuka kuvaJudha+ asi upenzi kune mamwe marudzi;+ 1 Petro 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 uye “dombo rokugumbura uye dombo guru remhosva.”+ Ava vari kugumburwa nokuti havateereri shoko. Vakatarirwawo izvozvi.+
14 Iye achava senzvimbo tsvene;+ asi sedombo rokurovera pariri, seibwe rokugumbura+ kudzimba dzose mbiri dzaIsraeri, sechiteyeso nomusungo kuvagari vomuJerusarema.+
9 Ndiani akachenjera, kuti anzwisise zvinhu izvi?+ Ndiani akangwara kuti azvizive?+ Nokuti nzira dzaJehovha dzakarurama,+ uye vakarurama ndivo vachafamba madziri;+ asi vadariki ndivo vachagumburwa madziri.+
23 asi isu tinoparidza Kristu akarovererwa,+ izvo zviri chikonzero chokugumbuka kuvaJudha+ asi upenzi kune mamwe marudzi;+
8 uye “dombo rokugumbura uye dombo guru remhosva.”+ Ava vari kugumburwa nokuti havateereri shoko. Vakatarirwawo izvozvi.+