Genesisi 18:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndapota, mvura shomanana ngaitorwe, mugeze tsoka dzenyu.+ Ibvai matsenhama pasi pomuti.+ 1 Timoti 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 inopupurirwa nokuda kwemabasa akanaka,+ kana yakarera vana,+ kana yaigamuchira vaeni zvakanaka,+ kana yaigeza tsoka dzevatsvene,+ kana yaibatsira vaya vaitambura,+ kana yaitevera mabasa ose akanaka.+
10 inopupurirwa nokuda kwemabasa akanaka,+ kana yakarera vana,+ kana yaigamuchira vaeni zvakanaka,+ kana yaigeza tsoka dzevatsvene,+ kana yaibatsira vaya vaitambura,+ kana yaitevera mabasa ose akanaka.+