Genesisi 19:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Pavakanga vangovasvitsa kumucheto, akati: “Tiza kuti uponese mweya wako!+ Usacheuka+ uye usamira muRuwa rwose!+ Tizira kunzvimbo ine makomo kuti urege kuparadzwa!”+ Mateu 10:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Uya anoda baba kana amai kwazvo kupfuura ini, haana kukodzera ini; uye anoda mwanakomana kana mwanasikana kwazvo kupfuura ini, haana kukodzera ini.+ VaFiripi 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hama, handizvioni sendatoubata; asi kune chinhu chimwe chete pamusoro pawo: Ndichikanganwa zvinhu zviri shure,+ uye ndichisveerera zvinhu zviri mberi,+
17 Pavakanga vangovasvitsa kumucheto, akati: “Tiza kuti uponese mweya wako!+ Usacheuka+ uye usamira muRuwa rwose!+ Tizira kunzvimbo ine makomo kuti urege kuparadzwa!”+
37 Uya anoda baba kana amai kwazvo kupfuura ini, haana kukodzera ini; uye anoda mwanakomana kana mwanasikana kwazvo kupfuura ini, haana kukodzera ini.+
13 Hama, handizvioni sendatoubata; asi kune chinhu chimwe chete pamusoro pawo: Ndichikanganwa zvinhu zviri shure,+ uye ndichisveerera zvinhu zviri mberi,+