1 VaKorinde 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti zvakanyorwa kuti: “Ndichaita kuti uchenjeri hwevanhu vakachenjera huparare,+ uye ndichasundira parutivi+ ungwaru hwevanhu vakangwara.”+ 1 VaKorinde 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino tinotaura uchenjeri pakati pevaya vakura,+ asi kwete uchenjeri+ hwomumamiriro ezvinhu epanguva ino kana huya hwevatongi vomumamiriro ezvinhu epanguva ino,+ vaya vachaparara.+
19 Nokuti zvakanyorwa kuti: “Ndichaita kuti uchenjeri hwevanhu vakachenjera huparare,+ uye ndichasundira parutivi+ ungwaru hwevanhu vakangwara.”+
6 Zvino tinotaura uchenjeri pakati pevaya vakura,+ asi kwete uchenjeri+ hwomumamiriro ezvinhu epanguva ino kana huya hwevatongi vomumamiriro ezvinhu epanguva ino,+ vaya vachaparara.+