1 Samueri 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino Hana akanyengetera+ akati:“Mwoyo wangu unopembera nomufaro nokuda kwaJehovha,+Chokwadi simba rangu rinokwidziridzwa nokuda kwaJehovha.+Muromo wangu wakashamira vavengi vangu,Nokuti ndinofarira ruponeso rwenyu.+ Pisarema 34:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mweya wangu uchazvirumbidza muna Jehovha;+Vanyoro vachazvinzwa uye vachafara.+
2 Zvino Hana akanyengetera+ akati:“Mwoyo wangu unopembera nomufaro nokuda kwaJehovha,+Chokwadi simba rangu rinokwidziridzwa nokuda kwaJehovha.+Muromo wangu wakashamira vavengi vangu,Nokuti ndinofarira ruponeso rwenyu.+