VaRoma 1:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Kunyange zvazvo ivava vachinyatsoziva murayiro wakarurama waMwari,+ kuti vanhu vane tsika yokuita zvinhu zvakadaro vakakodzerwa norufu,+ havangorambi vachizviita chete asiwo vanobvumirana+ nevaya vane tsika yokuzviita.
32 Kunyange zvazvo ivava vachinyatsoziva murayiro wakarurama waMwari,+ kuti vanhu vane tsika yokuita zvinhu zvakadaro vakakodzerwa norufu,+ havangorambi vachizviita chete asiwo vanobvumirana+ nevaya vane tsika yokuzviita.