RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 8:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Jehovha wemauto—Ndiye wamunofanira kuita mutsvene,+ ndiye wamunofanira kutya,+ uye Ndiye anofanira kukudederesai.”+

  • 1 Petro 2:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Kudzai vanhu vemarudzi ose,+ idai sangano rose rehama,+ ityai Mwari,+ kudzai mambo.+

  • Zvakazarurwa 14:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 ichiti nenzwi guru: “Ityai Mwari+ mumukudze,+ nokuti awa yokutonga kwake yasvika,+ naizvozvo namatai Iye akasika+ denga nenyika negungwa nezvitubu zvemvura.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe