1 Johani 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Uyo anoda hama yake anoramba ari muchiedza,+ uye haana chikonzero chokugumbuka.+ 1 Johani 4:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Uyu murayiro tinawo kubva kwaari,+ kuti uyo anoda Mwari anofanira kunge achidawo hama yake.+