Eksodho 4:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo zvino chienda, uye ini ndichava nomuromo wako uye ndichakudzidzisa zvaunofanira kutaura.”+ Mabasa 6:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 asi havana kugona kumupikisa pauchenjeri+ nomudzimu zvaakanga achitaura nazvo.+ 1 Petro 5:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 muchikanda kuzvidya mwoyo+ kwenyu kwose paari, nokuti iye ane hanya nemi.+
12 Naizvozvo zvino chienda, uye ini ndichava nomuromo wako uye ndichakudzidzisa zvaunofanira kutaura.”+