Johani 18:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Jesu akapindura kuti:+ “Umambo hwangu hahusi hwenyika ino.+ Kudai umambo hwangu hwaiva hwenyika ino, vashumiri vangu vangadai varwa+ kuti ndirege kuiswa kuvaJudha. Asi, sezvazviri, umambo hwangu hahubvi panyika ino.” Mabasa 7:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Asi uya akanga achiitira muvakidzani wake zvisina kururama akamusundira kure, achiti, ‘Ndiani akakugadza kuti uve mudzori nomutongi wedu?+
36 Jesu akapindura kuti:+ “Umambo hwangu hahusi hwenyika ino.+ Kudai umambo hwangu hwaiva hwenyika ino, vashumiri vangu vangadai varwa+ kuti ndirege kuiswa kuvaJudha. Asi, sezvazviri, umambo hwangu hahubvi panyika ino.”
27 Asi uya akanga achiitira muvakidzani wake zvisina kururama akamusundira kure, achiti, ‘Ndiani akakugadza kuti uve mudzori nomutongi wedu?+