Mateu 24:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Anofara+ muranda iyeye kana tenzi wake akamuwana achiita saizvozvo paanosvika!