Mateu 10:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Nokuti ndakauya kuzoita kuti pave nokupesana, pakati pomwanakomana nababa vake, mwanasikana naamai vake, uye muroora navamwene vake.+
35 Nokuti ndakauya kuzoita kuti pave nokupesana, pakati pomwanakomana nababa vake, mwanasikana naamai vake, uye muroora navamwene vake.+