Mateu 16:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 uye mangwanani, ‘Kunze kuchatonhora, kuchanaya nhasi, nokuti denga rakatsvuka somoto, asi kwakakwidibira.’ Munoziva kududzira zvinenge zvakaita denga, asi hamugoni kududzira zviratidzo zvenguva.]]+ Ruka 19:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 achiti: “Kudai iwe, iwewe, wanga wanzwisisa+ nhasi zvinhu zvine chokuita norugare—asi zvino zvakavanzirwa maziso ako.+
3 uye mangwanani, ‘Kunze kuchatonhora, kuchanaya nhasi, nokuti denga rakatsvuka somoto, asi kwakakwidibira.’ Munoziva kududzira zvinenge zvakaita denga, asi hamugoni kududzira zviratidzo zvenguva.]]+
42 achiti: “Kudai iwe, iwewe, wanga wanzwisisa+ nhasi zvinhu zvine chokuita norugare—asi zvino zvakavanzirwa maziso ako.+