Mateu 27:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino pamutambo mumwe nomumwe yakanga iri tsika yagavhuna kusunungurira boka revanhu musungwa wavaida.+ Mako 15:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo, pamutambo mumwe nomumwe aigara achisunungurira vanhu musungwa mumwe chete, wavaikumbira.+
15 Zvino pamutambo mumwe nomumwe yakanga iri tsika yagavhuna kusunungurira boka revanhu musungwa wavaida.+
6 Naizvozvo, pamutambo mumwe nomumwe aigara achisunungurira vanhu musungwa mumwe chete, wavaikumbira.+