Mateu 27:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 vakaruka korona neminzwa vakaiisa mumusoro make uye tsanga muruoko rwake rworudyi. Zvino, vachipfugama pamberi pake, vakamuseka,+ vachiti: “Kwaziwai, imi Mambo wevaJudha!”+ Mako 15:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 vakamupfekedza nguo yepepuru, vakaruka korona yeminzwa vakaiisa paari.+ Ruka 23:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Herodhi pamwe chete nevarwi vake vaiva varindi vakabva vamuzvidza,+ uye akamuseka+ achimupfekedza nguo refu inopenya, akamudzorera kuna Pirato.
29 vakaruka korona neminzwa vakaiisa mumusoro make uye tsanga muruoko rwake rworudyi. Zvino, vachipfugama pamberi pake, vakamuseka,+ vachiti: “Kwaziwai, imi Mambo wevaJudha!”+
11 Herodhi pamwe chete nevarwi vake vaiva varindi vakabva vamuzvidza,+ uye akamuseka+ achimupfekedza nguo refu inopenya, akamudzorera kuna Pirato.