Johani 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Murume uyu akauyira uchapupu,+ kuti apupure pamusoro pechiedza,+ kuti vanhu vemarudzi ose vatende nomaari.+ Johani 1:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Ini ndakauona, uye ndakapupura kuti uyu ndiye Mwanakomana waMwari.”+
7 Murume uyu akauyira uchapupu,+ kuti apupure pamusoro pechiedza,+ kuti vanhu vemarudzi ose vatende nomaari.+