Johani 6:65 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 65 Naizvozvo akati: “Ndokusaka ndati kwamuri, Hapana angauya kwandiri kana akasabvumirwa naBaba.”+ 2 VaTesaronika 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvisinei, hama dzinodiwa naJehovha, tinosungirwa kuti tigare tichionga Mwari nokuda kwenyu, nokuti Mwari akakusarudzai+ kubvira pakutanga kuti muponeswe nokukutsvenesai+ nomudzimu+ uye nokutenda kwenyu muchokwadi.+
13 Zvisinei, hama dzinodiwa naJehovha, tinosungirwa kuti tigare tichionga Mwari nokuda kwenyu, nokuti Mwari akakusarudzai+ kubvira pakutanga kuti muponeswe nokukutsvenesai+ nomudzimu+ uye nokutenda kwenyu muchokwadi.+