Mateu 16:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Achipindura, Simoni Petro akati: “Ndimi Kristu,+ Mwanakomana waMwari mupenyu.”+ Mako 8:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Zvino akavabvunza kuti: “Ko imi munoti ndini ani?” Achipindura, Petro akati kwaari: “Ndimi Kristu.”+
29 Zvino akavabvunza kuti: “Ko imi munoti ndini ani?” Achipindura, Petro akati kwaari: “Ndimi Kristu.”+