Mako 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Uyu haasi iye muvezi,+ mwanakomana waMariya+ uye mukoma waJakobho+ naJosefa naJudhasi naSimoni+ here? Hanzvadzi dzake hadzisi pano pamwe chete nesu here?” Naizvozvo vakatanga kugumburwa naye.+ Johani 8:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Achipindura, Jesu akati kwavari: “Kunyange kana ndichizvipupurira, kupupura kwangu+ ndokwechokwadi, nokuti ndinoziva kwandakabva nokwandiri kuenda.+ Asi imi hamuzivi kwandakabva nokwandiri kuenda.
3 Uyu haasi iye muvezi,+ mwanakomana waMariya+ uye mukoma waJakobho+ naJosefa naJudhasi naSimoni+ here? Hanzvadzi dzake hadzisi pano pamwe chete nesu here?” Naizvozvo vakatanga kugumburwa naye.+
14 Achipindura, Jesu akati kwavari: “Kunyange kana ndichizvipupurira, kupupura kwangu+ ndokwechokwadi, nokuti ndinoziva kwandakabva nokwandiri kuenda.+ Asi imi hamuzivi kwandakabva nokwandiri kuenda.