VaGaratiya 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti vaya vose vanovimba nemabasa omutemo vakatukwa; nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose asingarambiri muzvinhu zvose zvakanyorwa mumupumburu woMutemo kuti azviite, akatukwa.”+
10 Nokuti vaya vose vanovimba nemabasa omutemo vakatukwa; nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose asingarambiri muzvinhu zvose zvakanyorwa mumupumburu woMutemo kuti azviite, akatukwa.”+