Johani 14:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvinhu zvandinokutaurirai handizvitauri ini pachangu; asi Baba vanoramba vari pamwe neni ndivo vari kuita mabasa avo.+ Johani 16:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Tarirai! Awa iri kuuya, chokwadi, yatouya, pamuchapararira mumwe nomumwe kumba kwake+ uye muchandisiya ndiri ndoga; asi handisi ndoga, nokuti Baba vaneni.+
10 Hautendi here kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni?+ Zvinhu zvandinokutaurirai handizvitauri ini pachangu; asi Baba vanoramba vari pamwe neni ndivo vari kuita mabasa avo.+
32 Tarirai! Awa iri kuuya, chokwadi, yatouya, pamuchapararira mumwe nomumwe kumba kwake+ uye muchandisiya ndiri ndoga; asi handisi ndoga, nokuti Baba vaneni.+