RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zekariya 13:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Haiwa iwe bakatwa, mukira mufudzi wangu,+ iye murume wandinoshamwaridzana naye,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto. “Rova mufudzi,+ makwai apararire;+ uye ndichadzosa ruoko rwangu pane aya asingakoshi.”+

  • Mateu 26:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Zvino Jesu akati kwavari: “Imi mose muchagumburwa nezvichaitika kwandiri usiku huno, nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Ndicharova mufudzi, uye makwai eboka achapararira kwose.’+

  • Mateu 26:56
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 56 Asi izvi zvose zvaitika kuti magwaro evaprofita azadzike.”+ Vadzidzi vose vakabva vamusiya, vakatiza.+

  • Mako 14:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Zvino Jesu akati kwavari: “Imi mose muchagumburwa, nokuti zvakanyorwa kuti, ‘Ndicharova mufudzi,+ uye makwai achapararira kwose.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe