VaRoma 4:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 uye baba vevana vakadzingiswa, kwete chete kune vaya vanoomerera pakudzingiswa, asiwo kune vaya vanofamba zvakanaka mumakwara okutenda kwaiva nababa+ vedu Abrahamu vasati vadzingiswa.
12 uye baba vevana vakadzingiswa, kwete chete kune vaya vanoomerera pakudzingiswa, asiwo kune vaya vanofamba zvakanaka mumakwara okutenda kwaiva nababa+ vedu Abrahamu vasati vadzingiswa.