-
Maraki 1:6Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
6 “‘Mwanakomana anokudza baba;+ uye mushandi anokudza tenzi wake mukuru.+ Naizvozvo kana ndiri baba,+ kukudzwa kwangu kuri kupiko?+ Kana ndiri Tenzi Mukuru, kutyiwa+ kwangu kuri kupiko?’ Jehovha wemauto adaro kwamuri, haiwa imi vapristi vanozvidza zita rangu.+
“‘Asi imi makati: “Takazvidza zita renyu pakuita sei?”’
-