Isaya 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Inzwai,+ haiwa imi matenga, uye teerera, haiwa iwe nyika, nokuti Jehovha akataura kuti: “Ndakarera ndikakudza vanakomana,+ asi ivo vakandimukira.+ Mateu 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Saka, munofanira kunyengetera seizvi:+ “‘Baba vedu vari kumatenga, zita renyu+ ngaritsveneswe.+
2 Inzwai,+ haiwa imi matenga, uye teerera, haiwa iwe nyika, nokuti Jehovha akataura kuti: “Ndakarera ndikakudza vanakomana,+ asi ivo vakandimukira.+