Johani 5:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Handigamuchiri kukudzwa kunobva kuvanhu,+ Johani 13:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Mwari achamukudza,+ uye achabva angomukudza. Mabasa 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Mwari waAbrahamu nowaIsaka nowaJakobho,+ Mwari wemadzitateguru edu, akakudza+ Mushumiri+ wake, iye Jesu, uyo wamakaisa+ pamberi paPirato uye mukamuramba, paakanga asarudza kumusunungura.+
13 Mwari waAbrahamu nowaIsaka nowaJakobho,+ Mwari wemadzitateguru edu, akakudza+ Mushumiri+ wake, iye Jesu, uyo wamakaisa+ pamberi paPirato uye mukamuramba, paakanga asarudza kumusunungura.+