Ruka 10:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokuti ndinoti kwamuri, Vaprofita vazhinji nemadzimambo vaida kuona+ zvinhu zvamuri kuona asi havana kuzviona, nokunzwa zvinhu zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.”
24 Nokuti ndinoti kwamuri, Vaprofita vazhinji nemadzimambo vaida kuona+ zvinhu zvamuri kuona asi havana kuzviona, nokunzwa zvinhu zvamuri kunzwa asi havana kuzvinzwa.”