Ruka 1:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Ichipindura, ngirozi yakati kwaari: “Mudzimu mutsvene+ uchaburukira pauri, uye simba roWokumusorosoro richakufukidza. Saka ichochowo chichaberekwa chichanzi chitsvene,+ Mwanakomana waMwari.+ Johani 5:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuda kweizvi, chokwadi, vaJudha vakatanga kutsvaka zvakatonyanya kumuuraya,+ nokuti akanga asingangoputsi Sabata chete asi akanga achitiwo Mwari ndiBaba vake,+ achizviita akaenzana+ naMwari.
35 Ichipindura, ngirozi yakati kwaari: “Mudzimu mutsvene+ uchaburukira pauri, uye simba roWokumusorosoro richakufukidza. Saka ichochowo chichaberekwa chichanzi chitsvene,+ Mwanakomana waMwari.+
18 Nokuda kweizvi, chokwadi, vaJudha vakatanga kutsvaka zvakatonyanya kumuuraya,+ nokuti akanga asingangoputsi Sabata chete asi akanga achitiwo Mwari ndiBaba vake,+ achizviita akaenzana+ naMwari.