Mateu 8:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Paakasvika mhiri, munyika yevaGadhara,+ varume vaviri vaiva nemadhimoni vakasangana naye imomo+ vachibva kumakuva, vachityisa kwazvo, zvokuti hapana kana munhu aiva noushingi hwokupfuura nepamugwagwa iwoyo. Johani 5:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Musashamiswa neizvi, nokuti awa iri kuuya mairi vaya vose vari mumakuva vachayeukwa+ uye vachanzwa inzwi rake,
28 Paakasvika mhiri, munyika yevaGadhara,+ varume vaviri vaiva nemadhimoni vakasangana naye imomo+ vachibva kumakuva, vachityisa kwazvo, zvokuti hapana kana munhu aiva noushingi hwokupfuura nepamugwagwa iwoyo.
28 Musashamiswa neizvi, nokuti awa iri kuuya mairi vaya vose vari mumakuva vachayeukwa+ uye vachanzwa inzwi rake,