RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 14:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Haiwa, kudai maizondivanza henyu muSheori,+

      Kudai maizondichengeta ndakavanzika kusvikira kutsamwa kwenyu kwapera,

      Kudai maizonditemera nguva+ yakatarwa, mondiyeuka!+

  • Isaya 25:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Chokwadi achaparadza rufu nokusingaperi,+ uye Changamire Ishe Jehovha achapukuta misodzi pazviso zvose.+ Achabvisa kuzvidzwa kwevanhu vake panyika yose,+ nokuti iye Jehovha azvitaura.

  • Isaya 26:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 “Vakafa venyu vachararama.+ Zvitunha zvedu—zvichamuka.+ Mukai mushevedzere muchifara, imi vagari vari muguruva!+ Nokuti dova+ renyu rakaita sedova rekamuti komumaro,+ uye nyika icharegawo vaya vasina simba vari murufu vachiberekwa.+

  • Zvakazarurwa 20:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Ndakaona vakafa, vakuru nevaduku,+ vamire pamberi pechigaro choumambo, uye mipumburu yakavhurwa. Asi mumwe mupumburu wakavhurwa; ndiwo mupumburu woupenyu.+ Vakafa vakatongwa nezvinhu zviya zvakanga zvakanyorwa mumipumburu maererano nemabasa avo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe