Mateu 27:60 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 60 akauradzika muguva rake idzva,+ raakanga achera padombo guru. Pashure pokukungurutsira dombo guru pasuo reguva, iye akaenda.+ Mako 15:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Naizvozvo akatenga mucheka werineni yakanaka kwazvo, akamuburutsa, akamuputira nomucheka werineni yakanaka kwazvo, akamuradzika+ muguva+ rakanga racherwa padombo guru; uye akakungurutsira dombo kusuo reguva.+
60 akauradzika muguva rake idzva,+ raakanga achera padombo guru. Pashure pokukungurutsira dombo guru pasuo reguva, iye akaenda.+
46 Naizvozvo akatenga mucheka werineni yakanaka kwazvo, akamuburutsa, akamuputira nomucheka werineni yakanaka kwazvo, akamuradzika+ muguva+ rakanga racherwa padombo guru; uye akakungurutsira dombo kusuo reguva.+