Mateu 14:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino akarayira mapoka acho evanhu kuti vatsenhame pauswa, akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, uye achitarira kudenga, akakumbira chikomborero+ uye, amedura zvingwa, akazvipa vadzidzi, vadzidzi vakazvipawo mapoka acho evanhu.+ Mako 7:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Achitarira kudenga+ akatura befu,+ akati kwaari: “Efufata,” zvinoreva kuti, “Vhurika.”
19 Zvino akarayira mapoka acho evanhu kuti vatsenhame pauswa, akatora zvingwa zvishanu nehove mbiri, uye achitarira kudenga, akakumbira chikomborero+ uye, amedura zvingwa, akazvipa vadzidzi, vadzidzi vakazvipawo mapoka acho evanhu.+