Johani 6:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Achipindura, Jesu akati kwavari: “Iri ndiro basa raMwari, kuti mutende+ muna Iye waakatuma.”+ Johani 17:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti ndakavapa mashoko amakandipa,+ vakaagamuchira uye chokwadi vakasvika pakuziva kuti ndakauya somumiririri wenyu,+ uye vakatenda kuti makandituma.+
8 nokuti ndakavapa mashoko amakandipa,+ vakaagamuchira uye chokwadi vakasvika pakuziva kuti ndakauya somumiririri wenyu,+ uye vakatenda kuti makandituma.+