Johani 18:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Chokwadi, Kayafasi ndiye akanga apa vaJudha zano rokuti zvaizovabatsira kuti munhu mumwe chete afire vanhu.+
14 Chokwadi, Kayafasi ndiye akanga apa vaJudha zano rokuti zvaizovabatsira kuti munhu mumwe chete afire vanhu.+