Ruka 2:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Uyewo, Simiyoni akavakomborera, asi akati kuna Mariya amai vake: “Tarira! Iyeyu akagadzirirwa kuwa+ nokumukazve kwevazhinji pakati paIsraeri+ uye nokuda kwechiratidzo chinozvidzwa+
34 Uyewo, Simiyoni akavakomborera, asi akati kuna Mariya amai vake: “Tarira! Iyeyu akagadzirirwa kuwa+ nokumukazve kwevazhinji pakati paIsraeri+ uye nokuda kwechiratidzo chinozvidzwa+