Johani 7:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvino pashure pezvinhu izvi Jesu akaramba achifamba-famba muGarireya, nokuti akanga asingadi kufamba-famba muJudhiya, nokuti vaJudha vakanga vachitsvaka kumuuraya.+
7 Zvino pashure pezvinhu izvi Jesu akaramba achifamba-famba muGarireya, nokuti akanga asingadi kufamba-famba muJudhiya, nokuti vaJudha vakanga vachitsvaka kumuuraya.+