Johani 7:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Jesu akabva aramba achifambira muGarireya, nekuti akanga asingadi kufambira muJudhiya, nekuti vaJudha vakanga vachitsvaga kumuuraya.+ Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 7:1 Jesu—Nzira, p. 136 Nharireyomurindi,11/1/1987, p. 8
7 Jesu akabva aramba achifambira muGarireya, nekuti akanga asingadi kufambira muJudhiya, nekuti vaJudha vakanga vachitsvaga kumuuraya.+