Johani 16:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Ndataura zvinhu izvi kwamuri kuti muve norugare nokwandiri.+ Munyika munotambudzika, asi shingai! Ini ndakunda nyika.”+
33 Ndataura zvinhu izvi kwamuri kuti muve norugare nokwandiri.+ Munyika munotambudzika, asi shingai! Ini ndakunda nyika.”+