Mabasa 14:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 vachisimbisa mweya yevadzidzi,+ vachivakurudzira kurambira mukutenda vachiti: “Tinofanira kupinda muumambo hwaMwari nomumatambudziko mazhinji.”+ 1 VaTesaronika 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chokwadi, pataivawo nemi, taiwanzokuudzai zvisati zvaitika+ kuti taifanira kutambudzika,+ sokuitikawo kwazvakaita uye sokuziva kwamunoita.+ 1 Johani 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Imi munobva kuna Mwari, vana vaduku, uye makakunda vanhu ivavo,+ nokuti iye ari pamwe nemi+ mukuru+ kune uya ari pamwe nenyika.+ 1 Johani 5:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 nokuti zvinhu zvose zvakaberekwa+ naMwari zvinokunda nyika.+ Uku ndiko kukunda+ kwatakakunda+ nyika nakwo, iko kutenda kwedu.+ Zvakazarurwa 3:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ndichabvumira anokunda+ kuti agare neni pachigaro changu choumambo,+ ini zvandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo choumambo.+
22 vachisimbisa mweya yevadzidzi,+ vachivakurudzira kurambira mukutenda vachiti: “Tinofanira kupinda muumambo hwaMwari nomumatambudziko mazhinji.”+
4 Chokwadi, pataivawo nemi, taiwanzokuudzai zvisati zvaitika+ kuti taifanira kutambudzika,+ sokuitikawo kwazvakaita uye sokuziva kwamunoita.+
4 Imi munobva kuna Mwari, vana vaduku, uye makakunda vanhu ivavo,+ nokuti iye ari pamwe nemi+ mukuru+ kune uya ari pamwe nenyika.+
4 nokuti zvinhu zvose zvakaberekwa+ naMwari zvinokunda nyika.+ Uku ndiko kukunda+ kwatakakunda+ nyika nakwo, iko kutenda kwedu.+
21 Ndichabvumira anokunda+ kuti agare neni pachigaro changu choumambo,+ ini zvandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo choumambo.+