Johani 8:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Iye akandituma aneni; haana kundisiya ndiri ndoga, nokuti ndinogara ndichiita zvinhu zvinomufadza.”+
29 Iye akandituma aneni; haana kundisiya ndiri ndoga, nokuti ndinogara ndichiita zvinhu zvinomufadza.”+