Jeremiya 50:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vose vaya vaivawana vaivaparadza,+ uye mhandu dzavo dzaiti,+ ‘Hatizovi nemhosva,+ nokuti vakatadzira Jehovha, nzvimbo inogarwa nokururama+ uye tariro yemadzitateguru avo,+ iye Jehovha.’” VaRoma 3:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 kuti aratidze kururama+ kwake mumwaka uno uripo, kuti ave akarurama kunyange pakuti munhu anotenda muna Jesu akarurama.+
7 Vose vaya vaivawana vaivaparadza,+ uye mhandu dzavo dzaiti,+ ‘Hatizovi nemhosva,+ nokuti vakatadzira Jehovha, nzvimbo inogarwa nokururama+ uye tariro yemadzitateguru avo,+ iye Jehovha.’”
26 kuti aratidze kururama+ kwake mumwaka uno uripo, kuti ave akarurama kunyange pakuti munhu anotenda muna Jesu akarurama.+