Ruka 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino mapoka evanhu aimubvunza achiti: “Saka, toitei?”+ Mabasa 16:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Akavabudisa kunze, akati: “Madzichangamire, ndingaitei+ kuti ndiponeswe?”