Mabasa 21:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Takazowana vadzidzi taita zvokuvatsvaka uye takagara pano kwemazuva manomwe. Asi vatungamirirwa nomudzimu+ vakaudza Pauro kazhinji kuti arege kumbotsika zvake muJerusarema. Mabasa 21:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 akauya kwatiri, akatora bhandi raPauro, akazvisunga makumbo nemaoko, akati: “Izvi ndizvo zvinotaura mudzimu mutsvene, ‘VaJudha vachasunga+ muridzi webhandi iri seizvi muJerusarema vomuisa+ mumaoko evanhu vemamwe marudzi.’”
4 Takazowana vadzidzi taita zvokuvatsvaka uye takagara pano kwemazuva manomwe. Asi vatungamirirwa nomudzimu+ vakaudza Pauro kazhinji kuti arege kumbotsika zvake muJerusarema.
11 akauya kwatiri, akatora bhandi raPauro, akazvisunga makumbo nemaoko, akati: “Izvi ndizvo zvinotaura mudzimu mutsvene, ‘VaJudha vachasunga+ muridzi webhandi iri seizvi muJerusarema vomuisa+ mumaoko evanhu vemamwe marudzi.’”